KwaunobvaDuramazwiDdzedzeu

Duramazwi

dzedzeu

Zvinoreva

Kuti dzedzeu kumuka kunoita munhu anga ambofenda kana kubatwa nechidzimira.

1

Kuti dzedzeu kumuka kunoita munhu anga ambofenda kana kubatwa nechidzimira.

Apo akati dzedzeu kumuka, akakaida mvura yaiva mudende, zvekuti paakaipedza akafemeruka.

Kuti dzedzeu kumuka kunoita munhu anga ambofenda kana kubatwa nechidzimira.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzembe

Dzembe idemo hombe risina kupinza rinoshandiswa pakuteza huni.

Verenga

Swipe for the next word