Kwaunobva/Duramazwi/D/dzakira
Duramazwi
Mushonga werubatsiro pano.
Kuti bwichi kuwa kwechinhu kubva pakakwirira kuenda pakadzakira, zvisina ruzha.
dzakura
Kudzakura zvinhu zvinorema kuzvitakura.
dzakutsaku
Dzakutsaku zimunhu kana zinhu rino mumhu mukuru, risina njere.
dzakutsviti
Dzakutsviti imhuka kana munhu anorema chai-zvo.
Swipe for the next word