KwaunobvaDuramazwiDduwaira

Duramazwi

duwaira

Zvinoreva

Kuduwaira kufamba munhu achizunza musoro.

1

Kuduwaira kufamba munhu achizunza musoro.

Kunduwaira kufamba kwemunhu achiita seasingaoni kwaari kuenda, sezvinoita munhu akadhakwa.

Kuduwaira kufamba munhu achizunza musoro.

2

mba munhu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

duwatuwa

Duwatuwa munhu akapusa asingazivi zvaari kuita.

Verenga

Swipe for the next word