Duramazwi · zita
Zvinoreva
Domwa rudzi rwechepfu yaiiswa kumuromo kwemuseve kuti chabayiwa chikasike kufa.
1
Domwa rudzi rwechepfu yaiiswa kumuromo kwemuseve kuti chabayiwa chikasike kufa.
Domwa rudzi rwechepfu yaiiswa kumuromo kwemuseve kuti chabayiwa chikasike kufa.
Mai Moyo ndivo vakadomwa kuti vave mukuru wemadzimai eruwadzano.
Chidonongo inyora inoshandiswa kuratidza muganhu unogona kuzoteverwa nezvinhu zvinodomwa zvichitevedzana.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dona
Kudona kufamba wakanangisa mutsipa pamwe panhu, sezvinoita twiza.
VerengaSwipe for the next word