KwaunobvaDuramazwiDdedza

Duramazwi · zita

dedza

munavisi

Zvinoreva

Dedza munhu ane masimba ekunayisa mvura.

Dedza inzvimbo yakanyorova yekuti ukamira pairi, unotsvedza.

1

Takarondedza mabhuku ese tichitsvaka kuti patakanga tazvinyora ndepapi.

2

Dedza inzvimbo yakanyorova yekuti ukamira pairi, unotsvedza.

Mukomana akawira pasi nomusana amhanya nepadedza.

Dedza inzvimbo yakanyorova yekuti ukamira pairi, unotsvedza.

Dedza munhu ane masimba ekunayisa mvura.

Zvakafanana

munavisi

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

deedza

Kusimbisa inzwi pakudaidza (to call out loud).

Verenga

Swipe for the next word