KwaunobvaDuramazwiCchisero

Zvinoreva

Chisero magariro aunenge wakaita wakapfunya makumbo.

Chisero mudziyo wokupepetesa, unoshandiswa kuparadzanisa tsanga kubva kuhundi.

1

Chisikana chakanyatsoti chisero bwa, ndokuteya nzeve kuna ambuya.

Kana wakapfunya chisero unenge wakagara pasi wakakombamisa makumbo nokuapesanisa.

2

Zvakafanana

chibondokoto · masero · mbondokoto · chitava

Zvine chekuita

rusero

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chishambwe [chishambo]

Chishambwe kapukanana kanobatirira pamhuka kachinwa ropa.

Verenga

Swipe for the next word