KwaunobvaDuramazwiCchipwanyo

Duramazwi · zita

chipwanyo

Zvinoreva

Chipwanyo mudziyo unoshandiswa kutswanya zvinhu.

1

Chipwanyo mudziyo unoshandiswa kutswanya zvinhu.

Budisai zvinhu mujaradha nokuti nhasi chipwanyo chegiredha chiri kuuya kuzoripunza.

Chipwanyo mudziyo unoshandiswa kutswanya zvinhu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipwati

Chipwati kuseka zvine ruzha mukati, kazhinji pamafaro panenge pakawandwa.

Verenga

Swipe for the next word