KwaunobvaDuramazwiCChiGuta

Duramazwi

ChiGuta

Zvinoreva

ChiGuta chikamu chebazi romutauro weChiManyika.

1

ChiGuta chikamu chebazi romutauro weChiManyika.

ChiGuta chikamu chebazi romutauro weChiManyika.

Mwana anodya achiguta anoti samhu kukura.

Kana munhu akapfumbira anenge achiratidza kuti ganda remuviri wake rakanaka, uye anodya achiguta.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigutsa

Chigutsa chidzitsi chomuti chinosara pasi iwo watemwa.

Verenga

Swipe for the next word