KwaunobvaDuramazwiCchidyashana

Duramazwi · zita

chidyashana

Zvinoreva

Chidyashana chikwenzi chinoita mashizha akawanda ane tumvere uye chinowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidyashe

Chidyashe idoro shoma rinopiwa sabhuku kana ishe panenge pachinwiwa doro.

Verenga

Swipe for the next word