KwaunobvaDuramazwiCchidudzirauwandu

Duramazwi · zita

chidudzirauwandu

Zvinoreva

Iri izita rinotaridza kuti zvinhu zviri kutaurwa nezvazvo zvakawanda zvakadii.

1

Iri izita rinotaridza kuti zvinhu zviri kutaurwa nezvazvo zvakawanda zvakadii.

Iri ivara rokutanga rinoshandiswa kutsigira panoumbwa chidudzirauwandu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidudzirazita

Iri izwi rinotipa rumwe ruzivo maererano nezita rinenge richitaurwa nezvaro.

Verenga

Swipe for the next word