KwaunobvaDuramazwiCchidudzira

Duramazwi · zita

chidudzira

Zvinoreva

Chidudzirazita.

1

Chidudzirazita.

Ichi chidudzira chiito chinotaura mafungire namaonere anoita vanhu vemunyika upenyu.

Kana mutauro uchinzi une udzamu unenge uchidudzira zvakawanda nemazwi mashoma shoma.

Kuti izwi rinoshandiswa kubatanidza zvirevo richidudzira zvinenge zviri kuda kutaurwa kana kuitwa. Ndanyora tsamab iyi kuti mose muiverenge.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidudzirachiito

Panyaya dzemaumbirwo emutauro, chidudzirachiito izwi rinotsanangura maitikiro echiito muchirevo.

Verenga

Swipe for the next word