KwaunobvaDuramazwiAayodhini

Duramazwi · zita

ayodhini

iodine

Zvinoreva

gona kuwanikwa pachinhu chose zvacho.

Ayodhini chiwanikwa chemumvura yegungwa chinoshandiswa mune zvekutora mifananidzo uyewo chinogadzirisa mushonga wekusukisa maronda.

1

2

3

Ayidhini isimbi chena yakapfava, isingatani kunyongodeka kana yapiswa, inowanikwa yakabatana nezvimwe zvinhu zvakaita se-matombo, midzi kana uswa.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word