KwaunobvaDuramazwiAatomu

Duramazwi · zita

atomu

atom

Zvinoreva

Atomu chidimbu chidikidikisa chokupedzisira chino-

1

Atomu chidimbu chidikidikisa chokupedzisira chino-

Atomu ndiko kanhu kadikidikisa kokupedzisira kasingatomboonekwi nemaziso.

Matomu itambo dzinoshandiswa pakupingudza mabhiza uye pakumaudza zvokuita kana wakagadha.

Kana munhu achinzi ndiye akabata matomu pakambani kana pamwe panhu anenge ari iye mutungamiriri mukuru, anoti zvaataura ndizvo zvinoitwa.

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

aunzi

Aunzi ishinda inenge yakambomberwa kuita bundu.

Verenga

Swipe for the next word