KwaunobvaDuramazwiAatare

Duramazwi · zita

atare

aritari

Zvinoreva

Atare itebhuru inoshandiswa muchechi kana mutemberi kupira muteuro kuna Mwari.

1

Atare itebhuru inoshandiswa muchechi kana mutemberi kupira muteuro kuna Mwari.

Kunyangwe murume wacho ainge onyara kufamba masikati nekuti aisambosunungukawo kungoti pose paasvika anomisirwa matare.

Ukangondoroodza mwana wangu asati asvika makore gumi nemasere ndinokumhanh'arira kune vachuchusi kumatare edzimhosva.

Pasichigare nhango dzaitaurwa pamatare.

Zvakafanana

aritari

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word