KwaunobvaDuramazwiAaruminiyamu

Duramazwi · zita

aruminiyamu

aluminum · bauxite

Zvinoreva

Aruminiyamu isimbi yakareruka chaizvo inoshandiswa pakugadzira midziyo yakaita seyekubikira nedzimwe nhengo dzendege.

1

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

asainimendi

Asainimendi ibasa rinopiwa mudzidzi kuti anyore pamusoro pemubvunzo unenge wakapiwa.

Verenga

Swipe for the next word