KwaunobvaDuramazwiAaka

Duramazwi

aka

Zvinoreva

Tinoshandisa aka tichibvunza kuti munhu anofunga kuti ndisu here taita zvimwe zvinhu uye tichiratidza kuti hatizisu.

Munhu akavaka imba kana chimwe chinhu (built).

1

Tinoshandisa aka tichibvunza kuti munhu anofunga kuti ndisu here taita zvimwe zvinhu uye tichiratidza kuti hatizisu.

Aka ndini ndazvitaura? NdiTendai uyo agere apo.

Tanaka aka zopepuka hake vanhu vave kupedza.

Kamutswi aka kaisanyatsoonekwa zvakanaka nokuti kakang kava nevhu namashizha pamwe notumwe tunhu tuya tunomera pabwe.

2

Munhu akavaka imba kana chimwe chinhu (built).

Tanaka aka zopepuka hake vanhu vave kupedza.

Zvino kamusikana kandarara nako aka hakana kunyatsondisvitsa parere moyo.

Musaona kunyarara kudaro kamwana aka kakasiya katiitira zvinorova noupfambi kumusha uku.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word