KwaunobvaDuramazwiAaizve

Duramazwi

aizve

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu kuratidza kushamiswa nokusafarira zvinenge zvoitwa nomumwe.

1

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu kuratidza kushamiswa nokusafarira zvinenge zvoitwa nomumwe.

Aizve, zvino ndicho chii ichocho chawava kuda kutitangira pano?

Zvakafanana

ai

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

ajenda

Ajenda chirongwa chemisoro yenyaya dzichataurwa nokutevedzana kwadzo.

Verenga

Swipe for the next word