Duramazwi02 / 03sindaKana chinhu chichisinda chinenge chichirema zvekuti hachitsukunyuki kana chikasundwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03sindeSinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.Verenga→