Duramazwi01 / 03pesaPesa mucheka unenge wakapomberwa pachimwe chinhu uchichipoteredza kakawanda.Verenga→
Duramazwi03 / 03pesanisaKana ukapesanisa vanhu unenge wakonzera kuti vatadze kuwirirana pamusoro pezvaunenge waita.Verenga→