Duramazwi
Zvinoreva
Iri idzinde rechinan'anuri chinoratidza chaicho chiri kutaurwa kana kubvunzwa.
1
Iri idzinde rechinan'anuri chinoratidza chaicho chiri kutaurwa kana kubvunzwa.
Vanhuiko ivava vanoita zvinhu zvakadai?
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03ika
Iyi irebeso kana kuti chivanduriro chechiito chinoratidza zvinhu zvinogoneka kana kuti zvinokwanisika.
VerengaSwipe for the next word