Kwaunobva

Ambuya

grandmother

Ukama uhu

Ambuya ndimai vababa vako kana mai vaamai vako. Kare ambuya ndivo vaiwanzova sarungano, vachitaurira vazukuru ngano manheru. Mudzimai wasekuru, hanzvadzi yaamai, anonziwo ambuya. Ambuya vanodaidza mwana wemwana wavo kuti muzukuru.

Mienzaniso

Ambuya vakachengeta muzukuru wavo kwemakore mana zvakanaka.

Sarungano uyu kazhinji kacho anenge ari mbuya vemumana iroro vanenge vaine ruzivo rwezvakawanda zvehupenyu netsika nemagariro anotarisirwa paChiShona chedu.

Vanambuya vaiunganirwa nevazukuru ave manheru vachivaitira ngano.

Mibvunzo.

What does ambuya mean in Shona?

Ambuya means grandmother, the mother of either parent. A man also calls his wife's mother ambuya.

Is ambuya the same as mbuya?

Yes. Both forms are used for a grandmother in Shona writing, for example 'Ambuya vakachengeta muzukuru wavo' and 'Ivo mbuya ngavatidzidzise zvose zveupenyu'.

Kwaunobva app

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, every totem and the riddles. No data, no ads, no account.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary