KwaunobvaDuramazwiIi k

Duramazwi

i k

Zvinoreva

Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa kutaridza kusagutsikana nezvaitika.

Ichi chivakapakati chinoratidza chiitirwa chemipanda 9 ne4.

1

Iri izwi rokukanuka rinoshandiswa kutaridza kusagutsikana nezvaitika.

Ii, bodo shamwari, izvi handichazvigoniwo.

I, ini handidi kuuva.

2

Ichi chivakapakati chinoratidza chiitirwa chemipanda 9 ne4.

Imbwa yacho ndairova ikabowa.

Miti yose yaiva apa ndiani akaitema?

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ibu

Ibu inzungu inenge isati yakora.

Verenga

Swipe for the next word