Duramazwi01 / 03fishaKufisha kuviga chinhu zvokuti iwe woga ndiwe unenge uchiziva panzvimbo pachiri.Verenga→
Duramazwi03 / 03fitanaKana vanhu vaviri vachinzi vakafitana zvinenge zvichionekwa kuti zvakakodzera kuti vange vachidanana kana kuroorana. _Mukomana uyu nomusikana wake vakareba zvakaenzana, zvokuti vakafitana kuti varoorane._Verenga→