Kwaunobva/Duramazwi/F/favour
Duramazwi
favor
fazha
Kufazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri pamoto.
fazhaira
Kufazhaira kugara kwenguva refu zvinhu zvichingovira zviri pamoto.
fe-e
Kuti fe-e kudonha kunoita mvura zvishoma zvishoma.
Swipe for the next word