Duramazwi01 / 03dezeDeze idemhe redetenu kana chimwewo chinhu, munoiswa mbira kuitira kuti dzigonyatsoita mutinhimira kana dzoridzwa.Verenga→
Duramazwi02 / 03dhaKuti dha kudimbuka kwechinhu changa chakabatana. Tambo yechiredzo yakati dha kudambuka pandakabata hove huru.Verenga→
Duramazwi03 / 03dhabhaKana uchidhabha unenge uchimwaza madhaka manyoro, matete pane chimwe chinhu.Verenga→