Duramazwi01 / 03dzeteDzete inzvimbo inenge yaenda munhu isingazivikanwi uye munhu wacho asingadzoki.Verenga→
Duramazwi02 / 03dzetseDzetse idafi rakakura chaizvo, rinowanzogara muvhu nguva yechirimo rozoonekwa mumvura pakunotanga kunaya.Verenga→
Duramazwi03 / 03dzewaniDzewani isora rinowanikwa munzvimbo nyoro, rine kamudzi kanenge mbambaira kanodyiwa.Verenga→