Kwaunobva

Mwanakomana

son

Ukama uhu

Mwanakomana mwana wechikomana. Kare mwanakomana ainzi mudyi wenhaka mumhuri. Mombe dzababa dzaisarira vanakomana kuti vazoroora nadzo. Pamitambo yemufi, vanakomana vanoremekedzwa zvichienderana nezera ravo.

Mienzaniso

Aingozvara vanasikana chete asi murume wake nehama dzake vaive vachitarisira mwanakomana mudyi wenhaka.

Rimwe zuva agere zvake Musuruvari akaona mwanakomana wake Chirisamhuru ouya paari aine vaenzi.

Imwewo mari zhinji yainge yava kupera kuenda kunobhadhara mari yechikoro yaTawanda mwanakomana wavo wokutanga uyo ainge ava paUniversity of Zimbabwe.

Mibvunzo.

What is the Shona word for son?

Mwanakomana. The word for daughter is mwanasikana.

What does mudyi wenhaka mean?

It means 'the one who eats the inheritance', the heir. In the old order a son was looked to as the family's mudyi wenhaka.

Kwaunobva app

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, every totem and the riddles. No data, no ads, no account.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary