Kwaunobva

Mukuwasha

Mukuwasha (The Son-in-Law)

Murume akaroora mwana wemhuri ane mutoro wekubatsira vazvare vemudzimai wake uye kuvaremekedza.

Tsananguro

Mukuwasha ibasa rinopiwa murume mushure mekunge aroora mwanasikana wemhuri, uye anotorwawo semukuwasha nehanzvadzi dzomudzimai wake, madzisekuru avo pamwe nemadzikoma nevanun'una vavo. Anotarisirwa kubatsira vazvare vemudzimai wake pese pavanenge vachida rubatsiro, panyaya dzemufaro kana dzenhamo, uye kana achishanya kwavari haafaniri kuenda maoko asina chinhu. Mukuwasha anotanga kuuchira vamwene nevatezvara vake pese paanosangana navo, uye anotarisirwa kunotsvaira madota edare ravatezvara mushure mekubvunzira asati atora mudzimai wake. Mumagariro echivanhu, mukuwasha aiverengwa sechikamu chinokosha chemhuri, achibatsira pakuvaka dzimba, pajakwara, nepamabasa emitambo yavatezvara, uye anonzi anofanira kubata kiyi pabasa rese rinoitwa panhimbe kana parufu rwevazvare vemudzimai wake.

Kwaunobva app

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, every totem and the riddles. No data, no ads, no account.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary