KwaunobvaRuzivoMidzimu NemasvikiroMudzimu, mhondoro, mashavi
Ruzivo · Midzimu Nemasvikiro
Mudzimu, mhondoro, mashavi
Ancestral Spirits: Mudzimu, Mhondoro and Mashavi
Pfupiso
VaShona vanotenda mumhepo dzemidzimu, mhondoro dzedzinza, neshavi rinopa munhu unyanzvi, dzichishandiswa nen'anga.
Nyaya yakazara
Vanhu vatema vanotenda mumweya yavashakabvu. Mudzimu imweya yemushakabvu anogara pamunhu anonzi homwe. Mhondoro imweya yemudzimu mukuru wedzinza unogara pashumba uye unosvika pahomwe inonzi mhondoro kana gombwe. Mhondoro dzinochengeta rudzi. Shavi imweya inopa munhu hunyanzvi hwakasiyana hwakaita sekuvhima, kurapa, kana kuroya. N'anga munhu ane shavi rokurapa. N'anga dzinoshandisa hakata kushopera.
In English
Black people believe in the spirits of the ancestors. Mudzimu is the spirit of an ancestor that resides in a person called a medium. Mhondoro is the spirit of a senior clan ancestor that resides in a lion and manifests in a medium called mhondoro or gombwe. Mhondoro protect the clan. Shavi is a spirit that gives a person various skills like hunting, healing, or witchcraft. A n'anga is a person with a healing spirit. N'angas use divination bones (hakata) for divination.