Duramazwi02 / 03urararaUrarara kurerekera divi rimwe chete zvikuru kunenge kwaita mbeu kana zvimwewo zvavhuvhutwa nemhepo kana nemvura.Verenga→
Duramazwi03 / 03uraroUraro inzvimbo yekurara, inenge iri imba kana kuti chaipo pacho panorarwa mumba.Verenga→