Duramazwi03 / 03masungiroMasungiro chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti andosunungukira ikoko mwana wekutanga.Verenga→