Duramazwi01 / 03madaduKana munhu achinzi ane madadu anenge asingagutsikani chero mukamuitira zvakanaka zvakadii.Verenga→
Duramazwi02 / 03madambiKana munhu achiita madambi anenge achiita chimwe chinbu nenzira isingagonekwi nevamwe, uye achiitira kuti ayemurwe.Verenga→