Duramazwi01 / 03jadaguKuti jadagu kutema chinhu zvine simba uchishandisa sanhu, badza kana chimwewo chombo.Verenga→
Duramazwi03 / 03jadaridzaKana ukajadaridza munhu unenge wamupindura kuti arare nedivi raanga asina kurara naro.Verenga→