KwaunobvaTsumoUnhuKusekana kwaanakamba.

Tsumo · Unhu

Kusekana kwaanakamba.

Zvinorehwa

Vanhu vane chikanganiso chimwe chete havafaniri kusekana, nokuti vose vane mhaka imwe.

What it means

People who share the very same flaw have no business mocking each other over it.

Word for word

The tortoises mocking one another.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Aita chake ndihombarume.

What it means

True manliness is shown by carrying out one's duty fully, not by empty boasting.

Verenga

Swipe for the next proverb