KwaunobvaRuzivoNhimbeMushandirapamwe wepasichigare (Past Cooperatives)

Ruzivo · Nhimbe

Mushandirapamwe wepasichigare (Past Cooperatives)

Older Cooperative Systems

Pfupiso

Kunze kwenhimbe, paivawo nemajangano nemajana, marongwa mapoka madiki ekushanda uye ekufudza mombe pamwe.

Nyaya yakazara

Nhimbe yaiva hwaro hwemushandirapamwe, asi pakanga paine mamwe marongwa akaita se majangano nemajana. Majangano aive mapoka evanhu aishanda pamwe chete, asi aishanda mudzimba shoma kupinda nhimbe. Majana aive urongwa hwekufudza mombe pamwe chete. Imba imwe neimbe yaifudza mombe dzemuboka kwemazuva akati, izvi zvichipa dzimwe mhuri nguva yekuita mamwe mabasa.

In English

While Nhimbe was the foundation of cooperation, there were other systems like Majangano and Majana. Majangano were smaller work groups involving fewer households than a nhimbe. Majana was a cooperative system for herding cattle. Each household would take a turn herding the entire group's cattle for a set number of days, freeing up other families to do other work.

Verenga zvimwe