Kwaunobva

Nzvimbo Dzinoyera

Sacred Places

VaShona vane nzvimbo dzakati wandei dzinoerwa senzvimbo dzine ukama nemidzimu, dzinosanganisira makomo, mapako nemadziva anonzi haafanirwi kushorwa kana kuparadzwa.

Tsananguro

Munyika muno mune nzvimbo dzakawanda dzinoerwa nokuda kwokubatana kwadzo nemidzimu neunamati hwechivanhu, dzakadai semakomo eHurungwe kwaMurehwa, eNyanga, gomo reGombe kuBuhera, uye madziva anonzi ane njuzu asingapwi kunyange panguva dzokupisa. Zvinonzi zvinoitika munzvimbo idzi hazvina tsananguro dziri nyore, sekunzwikwa kwenziyo nemazwi asina munhu anodziriridza, kana kuti vanhu kuwana zvokudya kubva pamiti isina zita. Zvinowanzofungidzirwa kuti mweya yemadzimambo neyevamwe vakawanda vakafira kana vakavigwa munzvimbo idzo ndiyo inogona kupota ichiitisa zviitiko izvi. Munhu anofanira kuchenjera kana ari munzvimbo idzi, uye kana pane akambotorwa nenjuzu kana akanyangarika, hama hadzitarisirwi kuchema asi kutobvunza vakuru venzvimbo iyoyo kuti chiitwe chii. Kushora kana kutsoropodza nzvimbo idzi zvinoonekwa sechinhu chinouyisa njodzi, saka vakuru vanoramba vachidzidzisa vaduku mitemo yenzvimbo iyi imwe neimwe.

Kwaunobva app

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, every totem and the riddles. No data, no ads, no account.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary