Explore the rich tradition of Shona totems and clan identities
48 totems found
Heart
“Hekani Sahayi Dhewa Moyondizvo Vakami vomukaka Bvumavaranda vakadzi vaChiza vomene Dzimbahwe rerupwetepwete Vari urozvi Nhandare Sahayi mhondoro Jeng...”
Heart
“Mazvilta Moyo, Maita Chirandu, Gonoren'ombe, Mushayachirashwa, Mukaka tinomwa, Mafuta tichizora, Nyama tinodya, Ganda tichikakise ngoma, Ndove tinodz...”
Heart
“Maita Moyo, Maita Nematombo, Bvumavaranda vakadzi vachiza voga, KuzivazvenyuvariUzozviNhandare, Vomuti unokope chirimo, Kukope zhizha unoshura ndove,...”
Heart
“Maita Wakapiwa, Maita veGuruuswa, Chirandu, Hekani Moyo yangu yiyi, Kuziva zvenyu varikuMatsvitsi, Vari Tanganyika, Mutakurwa, Bvumavaranda, vauya...”
Heart
“Hekani Mukumbudzi, Vaera Moyo, Vari Zvihota, Vanoswera kuteverwa nevakadzi Hekani Mukumbudzi, Madevanoruwere Maita Mukumbudzi, Maita veGuruuswa, Chi...”
Heart
“Maita Moyo, Akatakwa, Chirandu chamambo, Mwana waKuredzamuswe, Mawire, Dunzvi renhika, Chiri mugore, Chikwartwa chakabeta mwanzva wenyoka. Maita Sahay...”
Heart
“Maita Moyo Mugonderwa, Zvaitwa Varasa, Muteve wangu yuyu, Maita Moyo, Chagonda, Nyamayavo, Mauya ngei Mushayachirashwa? Mukaka tinomwa, Mafuta tichizo...”
Heart
“Ewoi Moyo, Mushoriwa, Gono remombe, Chiera Moyo, Nyama yose tichidya, Maita VaRisingagohwe, Warida ndiye waribika, Zvaitwa Mushoriwa, Mhumba yomwoyo, ...”
Heart
“Maita Moyo, Muturikwa. Maita Nhumba, Chirandu changu chichi. Zvaitwa vari Nhandare, Maita vaReve, Tatenda vamazhumu, MuGutsa wangu yuyu, Vamabwe mach...”
Heart
“Evoi Moyo, Shayamombe, Maita vari Manhize, Kuziva zvenyu vokwalMudimuranwa, Maita veChigara. Maita variChikapakapa. Maita vari Chikomba. Zvaitwa vari ...”
Heart
“Ewoni Sithole, Moyo, Mombe, Wasanga, Ganyamatope, Mutupo watakaera tese, Mwaita Mombe, Mushayachiraswa, Mutupo uri mudanga, Tinobonga Chirandu, Dzemu...”
Heart
“Maita Wadyegora, Evo, Moyo, mwana waRusike, Maita vari Dombotombo. Kuzibva zvenyu variMazave, Maita zvenyu vari Mandoga, Kurere N'andu naNherera. Mait...”
Eland
“Maita Shava, Mazarura, Mwana waRwizi Mukonde, VeMadzure, Muti mutema Chitungwiza, Maita Mazarura, Mukombe wendye, Vokwanyangenyange, Vakanyanga churu ...”
Eland
“Maita Shava, Mwendamberi. Maita vokwaGwenzi rakavita mambo, VeChitemberere. Maita Mvurayadzongwa Matangakunwa Shava yangu yiyi, Vari shure vanomwa mab...”
Lion
“Maita Shumba, Zvaitwa Mhazi, Mhondi inopondera pasina gwenzi. Hekani Mukanyairi, Maita vakuru vamasango, Vanovhundutsa vamwe nomukanya uri muzenze, V...”
Lion
“Evoi Shumba, Gurundoro, Zvaitwa vaMbari, Maita vaDupwa, VaSamaringa, Mhonderapachena Yakapondera pasina gwenzi. Zvaitwa Shumba yangu yiyi. Maita Mhond...”
Lion
“Maita Nyamuzihwa, Shumba, Hara, Maita Muchori. Wakabva Buja nembondwe. Maita Nechinanga, muzukuru waChakoreka. Ewo Bonga, waChingate, Muzukuru waMa...”
Lion
“Maita Murambwi, Maita Shumba, Matikaha, Kuona chiso. Hekanhi chiowa, Mushereketi, Vadzimba vedu, variritiri, Mutsikapanyoro, vana vaChivi, Vakanyairi...”
Lion
“Mazviita Shumba, Maita Sipambi, Yakapamba nedzevamwe, Vadyi vefazhakamwe Inodyarwa ikamera. Maita matikaha nokuone tsimba, Kuona munhu vana vanotya, M...”
Monkey
“Eee, maita Shoko Vhudzijena Ewoi Soko, Makwiramiti, mahomu-homu Vanopona nekuba Vanamushamba negore Makumbo mana muswe weshanu Hekani Soko yanguyiyi V...”
Monkey
“Maita Soko, Maita Murehwa, Zvaitwa Matarira, Soko yangu yiyi. Maita Marovahombe, mwana webveni, Chirongo changu chichichi. Zvaitwa Mukanya, zvaitwa ta...”
Monkey
“Evoi Chuma, Soko yangu yiyi yaSamambita. Maita Gototsa Mukanya, Chuma chaMukaradzi china mahapa, Chinoti kapa kapa. Maita vari kuna Minomhozi. Maita v...”
Monkey
“Maita Soko, Soko Makwiramiti. Zvaitwa Kumene, YokwaMasawi naNyamhuno, VokwaMvurachena, VokwaNhengoyepwa Inogodoranwa vana vakadya. Maita vokwaMadooeha...”
Monkey
“Maita Soko, Mujena wangu yuyu, Maita vaMoyo, Vhudzijena, Vari muMnakwe, Mukonde wangu yuyu, Tatenda vaganyamaropa, Mwana webveni, Mberekamacheche. Mai...”
Monkey
“Evoi Soko, Nehumba, Mwana waChigutiro, Mukonde wangu yuyu, Mushonga namawere, Madyamhani angu yaya, Vanayisi vermvura, Vari kumakore, Mugaradzakasungw...”
Zebra
“Maita Mazvimbakupa, Maita Mbizi, maita Zvimbakugova, Maita Tembo yangu yiyi, Hekani Matendera, Ngwere, Njuma isina nyanga, Zvaitwa Mbizi, zvaitwa Chiv...”
Elephant
“Ewo Nzou, Maita Samnyanga, Maita Bondorouswa, Maita vari Mapanda, Zvaonekwa varidzi vamasango, Tatenda Nzou, Marigazvuru, Hekani Matyoramiti, Ewo gand...”
Leg
“Mazvitta Gumbo, Maita zvenyu Madyirapanze, Valdyira panze nokutya Vaera Shiri, Hekanhi Chidonhamuto, Chidonhamukaka mhuru inobva muGona, Chifukamakono...”
Termite
“Wabata, Dhliwayo, Rufura, Mamberere, Mauruka, VaChimapwere, VaMutiwakopa, Mutukuti wedanda, Majeketera, Manjuru, Mazivanguva, Maita Matsindira, Diutiu...”
Termite
“Aiwa tafara, Ishwa Dhliwayo, matifadza Maita vari Chimanimani Vakabve Mbire Maita Mutore Makapotera Makoni muchidarika Mutasa Maita basa Aiwa tafarisi...”
Tortoise
“Maita BONGA CHIHWA Maita Sigauke Bonga Chihwa Mwaita Mutambara Mwaita WaGarwe Mutupo wetakagurirana Matikaha ngekuone tsimba Kuona mumhu tinodedera Mw...”
Sheep
“Maita Gwai, Maita mukuruvambwa, Zvaitwa Moyo ndizvo, Vane chuma chisingaverengwi Vakatorerwa umambo naMabvakure, Maita hwai yangu iyi, Ikachema kunofa...”
Pig
“Maita Chiunga, Maita Humba, Mwana waMakombe, Chomera, Maita Nguruve, Mutakurwa. Zvaitwa tateguru wangu Makombe, Maita waDukudza, ari Jekacheka. Maita ...”
Roan Antelope
“Maita Mbuya, Maita vari Gombwe, Kuziva zvenyu vari Rare. Hekani vaDzete vakabuda muRenje, Vachiuyawo kuzotitsvagawo VaMaromo. Zvaitwa vari Zvihota, Va...”
Porcupine
“Tiyashire Nungu, Matikiti, Chikandamuseye, Mwashuma Dekete, Tinobonga Mafuyateya, Ndizvo zvanoita kuti tifire pano, Takauya kuzokonza babayo, Mwaita G...”
Fish Eagle
“Mazvitta Shiri, Hungwe, Matapira, Ziendanomudenga, Pasi yakatya ndove, Mudyanavana, Kunyima vana zvinoshura, Vakadzi kuvarume vavo, Vaira shiri nebang...”
Pig
“Maita Chunga, Maita Humba, Mwana waMakombe, Chomera, Maita Nguruve, Mutakurwa. Zvaitwa tateguru wangu Makombe, Maita waDukudza, ari Jekacheka. Maita C...”
Baboon
“Bhebhe, Enzinda, Tumbare wejira jena, VaChulu chaNhave, Vachisavase, VaChigala nakabhanga, VaChichengeta munongolo, VaChilayilo chakanye ishomwe, VaCh...”
Pool
“Shayamombe, Mandinginda, hove irimudziva, Maita Dziva, Save Musaigwa mucheka uzere mavi, Nyakuzvidzwa, Nhemahuru, Zindinginda hore ńr mudenga, Masviny...”
Fruit Bat
“Maita Gushungo, Vokwakzungunhokotoko, Muchero waNegondo, Maita Tsiwo, Usavi hwavamwe varume, Vambwerambwetete, Kugara pasikusimuka zvinohwira vhu, Mu...”
Porcupine
“Wamambo, Maita Nungu yangu yiyi, Maita Chipiri mukuwasha waMambo. Hekani Maposa, Chirashamilhwa, Masvingo aGovere. Maita Chikandamina, Weshanu uri pau...”
Civet Cat
“Maita mbeva, Musoni, Warukore, Munhuwakure, Zungunde, Mutswandiani, Akagara ngozi, VaRemba, Vauyi, Nyamunaka, VaMwenye, Vasingasone neshinda nhema, Va...”
Reedbuck
“Aya Dhuve, Tirotenda Mapanda, Tiashire Muriwo, Tinogarira imwi babayo, Mwana wangu wokubereka, ABhasera, Amapfupfu, Chivara, Ndichjo chamwakafira, Dh...”
Buffalo
“Maita Mutonga, Mukoka, Ngezi, Maita vari Chivare, VokwaDumbura, Vakatumbura mombe nechara, Chipanga chichisvina ura, Chatadza kutumbura mombe, Zvaitwa...”
Dog
“Maita Gwai, Zvaitwa Moyo ndizvo, Vane chuma chisingaverengwi Vakatorenwa umambo naMabvakure, Maita hwai yangu lyi, Ikachema kunofa dangwe, Ukaidya un...”
Leopard
“Mwaita Nhewa, Ingwe ina mavara, Mwazvilta Simboti, Chiruka, Nyakuzvibatira, Chikatsa, VaMuteyi, Mwaita wari Kutsoka. Chirukamachira, wari Mhembere. M...”
Python
“Shato, Mheta, Maita Saunyama Maita Mheta, Svova nepasi, Svongongorongo, Maita mafamba nedumbu, Chikata....”
Buffalo
“Maita Nyati, Maita Zvigarambabvu, HekaniNyatiyanguyiyi, Zvaitwa shinga, Mwana waMuswere. Tatenda vari Museso navari Minanga, Vagari veMhinha, Shonga ...”